Ʋatoŋgi 5:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Murume uya akamukumbira mvura, iye akamupa mukaka. Akamuigira mukaka wakakora mumbiya yamadzimambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Wakakumbira mvura, iye akamupa mukaka; Wakamuʋigira mukaka wakafa pandiro yamambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Wakakumbira mvura, iye akamupa mukaka; Wakamuvigira mukaka wakafa pandiro yamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Murume uya akamukumbira mvura, iye akamupa mukaka. Akamuigira mukaka wakakora mumbiya yamadzimambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Murume uya akamukumbira mvura, iye akamupa mukaka. Akamuigira mukaka wakakora mumbiya yamadzimambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akakumbira mvura, iye akamupa mukaka; akamuvigira mukaka wakakora mundiro yakafanira makurukota. Viz kapitola |