Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 5:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Madzimambo akauya akarwa hondo. Madzimambo eKanani akarova hondo, kuTaanaki pedyo netsime rokuMegidho. Asi hapana kana sirivha kana chokupamba zvacho chavakabura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Madzimambo akaʋuya akarwa, Ipapo madzimambo eKanani akarwa ʋo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegido; Haʋana‐kuwana fuma yemari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Madzimambo akauya akarwa, Ipapo madzimambo eKenani akarwawo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegidho; Havana kuwana pfuma yemari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Madzimambo akauya akarwa hondo. Madzimambo eKanani akarova hondo, kuTaanaki pedyo netsime rokuMegidho. Asi hapana kana sirivha kana chokupamba zvacho chavakabura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Madzimambo akauya akarwa hondo. Madzimambo eKanani akarova hondo, kuTaanaki pedyo netsime rokuMegidho. Asi hapana kana sirivha kana chokupamba zvacho chavakabura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “Madzimambo akauya, akarwa; madzimambo eKenani akarwa paTaanaki pamvura zhinji yeMegidho, asi havana kudzoka vakatakura sirivha, kana zvakapambwa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 5:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy