Ʋatoŋgi 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Bharaki akamuti, “Kana imi mukaenda neni ndinoenda, asi kana imi musingaende neni, iniwo handiende.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Baraki akati kwaari: Kana imi mukaenda neni, ini ndicaenda, asi kana imi musiŋgaendi neni, ini handiŋgaendi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Bharaki akati kwaari, “Kana imi mukaenda neni, ini ndichaenda, asi kana imi musingaendi neni, ini handingaendi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Bharaki akamuti, “Kana imi mukaenda neni ndinoenda, asi kana imi musingaende neni, iniwo handiende.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Bharaki akamuti, “Kana imi mukaenda neni ndinoenda, asi kana imi musingaende neni, iniwo handiende.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Bharaki akati kwaari, “Kana imi mukaenda neni, ini ndichaenda; asi kana musingaendi neni, neni handingaendi.” Viz kapitola |