Ʋatoŋgi 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwakasvitswa shoko kuna Sisera rokuti Bharaki mwanakomana waAbhinoamu aenda kugomo reTabhori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋakaʋudza Sisera kuti Baraki, mŋanakomana waAbinoami, wakwira mugomo reTabori. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vakaudza Sisera kuti Bharaki, mwanakomana waAbhinoami, wakwira mugomo reTabhori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwakasvitswa shoko kuna Sisera rokuti Bharaki mwanakomana waAbhinoamu aenda kugomo reTabhori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kwakasvitswa shoko kuna Sisera rokuti Bharaki mwanakomana waAbhinoamu aenda kugomo reTabhori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakati vaudza Sisera kuti Bharaki mwanakomana waAbhinoami akanga akwidza kuGomo reTabhori, Viz kapitola |