Ʋatoŋgi 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vaitoroorerana navo vachitonamata zvavo vamwari vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iʋo ʋakawana ʋakunda ʋaʋo, kuti ʋaʋe ʋakadzi ʋaʋo, ʋakapa ʋanakomana ʋaʋo ʋakunda ʋaʋo, ʋakashumira ʋamŋari ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ivo vakawana vakunda vavo, kuti vave vakadzi vavo, vakapa vanakomana vavo vakunda vavo, vakashumira vamwari vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vaitoroorerana navo vachitonamata zvavo vamwari vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vaitoroorerana navo vachitonamata zvavo vamwari vavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakatora vanasikana vavo kuti vave vakadzi vavo uye vakapa vanasikana vavowo kuvanakomana vavo, uye vakashumira vamwari vavo. Viz kapitola |