Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Panguva iyoyo vakauraya mikweshwa yavarume vechiMoabhu vanosvika zviuru gumi. Hakuna kana mumwechete akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Neŋguʋa iyo ʋakaʋuraya ʋarume ʋaMoabi ʋaneŋge ɀuru ɀinegumi, ʋose ʋari ʋarume ʋanesimba noʋoʋumhare, hakunomunhu mumŋe wakapukunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Nenguva iyo vakauraya varume vaMoabhu vanenge zviuru zvine gumi, vose vari varume vane simba novoumhare, hakuna munhu mumwe wakapukunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Panguva iyoyo vakauraya mikweshwa yavarume vechiMoabhu vanosvika zviuru gumi. Hakuna kana mumwechete akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Panguva iyoyo vakauraya mikweshwa yavarume vechiMoabhu vanosvika zviuru gumi. Hakuna kana mumwechete akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Panguva iyoyo vakauraya zviuru zvinenge gumi zvavaMoabhu, vose vakanga vakagwinya uye vane simba; hapana akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy