Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Akavati, “Nditeverei. Tenzi atoisa vavengi venyu vaMoabhu mumaoko enyu.” Vakamutevera vakandogaririra kumazambuko aJorodhani okuenda kuMoabhu hapana wavaibvumira kuyambuka nepo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akati kwaʋari: Nditeʋerei, nokuti Jehova wakaisa ʋaMoabi, ʋaʋeŋgi ʋenyu, mumaʋoko enyu. Ʋakaɓuruka ʋacimuteʋera, ʋakandogarira mazambuko aJoridani paiyambukira ʋaMoabi, ʋakasatendera munhu mumŋe kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akati kwavari, “Nditeverei, nokuti Jehovha wakaisa vaMoabhu, vavengi venyu, mumaoko enyu.” Vakaburuka vachimutevera, vakandogarira mazambuko aJorodhani paiyambukira vaMoabhu, vakasatendera munhu mumwe kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Akavati, “Nditeverei. Tenzi atoisa vavengi venyu vaMoabhu mumaoko enyu.” Vakamutevera vakandogaririra kumazambuko aJorodhani okuenda kuMoabhu hapana wavaibvumira kuyambuka nepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Akavati, “Nditeverei. Tenzi atoisa vavengi venyu vaMoabhu mumaoko enyu.” Vakamutevera vakandogaririra kumazambuko aJorodhani okuenda kuMoabhu hapana wavaibvumira kuyambuka nepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Akati kwavari, “Nditeverei, nokuti Jehovha aisa Moabhu muvengi wenyu, mumaoko enyu.” Saka vakaburuka vakamutevera, uye vakatora mazambuko eJorodhani okuenda kuMoabhu, vakasatendera munhu kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy