Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ehudhi akapunyuka pavaingunomirira paya. Akapfuura pazvifananidzo zvokuveza zvamatombo zviya akatizira kuSeira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Asi iʋo ʋacanonoka, Ehudi akapukunyuka, akapfuʋura mifananidzo yakaʋezwa yamabge, akapukunyukira Seira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Asi ivo vachanonoka, Ehudhi akapukunyuka, akapfuura mifananidzo yakavezwa yamabwe, akapukunyukira Seira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ehudhi akapunyuka pavaingunomirira paya. Akapfuura pazvifananidzo zvokuveza zvamatombo zviya akatizira kuSeira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ehudhi akapunyuka pavaingunomirira paya. Akapfuura pazvifananidzo zvokuveza zvamatombo zviya akatizira kuSeira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vachakamirira, Ehudhi akaenda. Akapfuura napazvifananidzo akapunyuka akaenda kuSeira.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy