Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Wakati aɓuɗa, ʋaranda ʋake ʋakaȿika, ʋakawana mikoʋa yeimba yokumsoro yakapfigwa; ʋakati: Ɀimŋe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Wakati abuda, varanda vake vakasvika, vakawana mikova yeimba yokumusoro yakapfigwa; vakati, “Zvimwe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mushure mokuenda kwake, varanda vakasvika vakawana mikova yeimba yapamusoro yakiyiwa. Ivo vakati, “Anofanira kunge achimbozvizorodza zvake ari mukamuri romukati reimba.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy