Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino Ehudi akaɓuɗa paɓiraʋira, akapfiga mikoʋa yeimba yokumsoro shure kwake, akaikiya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino Ehudhi akabuda pabiravira, akapfiga mikova yeimba yokumusoro shure kwake, akaikiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ipapo Ehudhi akabuda akaenda kubiravira; akapfiga mikova yeimba yapamusoro shure kwake akaikiya.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy