Ʋatoŋgi 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati apedza kumupa cipo, akaendisa ʋanhu ʋakaŋga ʋakatakura cipo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino wakati apedza kumupa chipo, akaendisa vanhu vakanga vakatakura chipo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mushure mokunge Ehudhi apa mutero, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero wacho vaende. Viz kapitola |