Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino Ehudhi uyu akazvigadzirira bakatwa rake, muchekakwose chaiwo rakanga rakareba masendimita makumi mashanu. Akaripfekera muhanzu dzake, kuchidya chake chokurudyi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Ehudi wakaɀiitira munondo wakaŋga wakarodzwa kunhiʋi dzose, wakaŋga wakaȿika kubiti rimŋe pakureɓa kwawo; akausuŋgira pasi peŋguʋo dzake pacidɀa corudyi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Ehudhi wakazviitira munondo wakanga wakarodzwa kunhivi dzose, wakanga wakasvika kubhiti rimwe pakureba kwavo; akausungira pasi penguo dzake pachidya chorudyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino Ehudhi uyu akazvigadzirira bakatwa rake, muchekakwose chaiwo rakanga rakareba masendimita makumi mashanu. Akaripfekera muhanzu dzake, kuchidya chake chokurudyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvino Ehudhi uyu akazvigadzirira bakatwa rake, muchekakwose chaiwo rakanga rakareba masendimita makumi mashanu. Akaripfekera muhanzu dzake, kuchidya chake chokurudyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino Ehudhi akanga aita munondo wakarodzwa kumativi ose uchikarosvika kubhiti rimwe chete pakureba kwawo waakanga akasungira pasi penguo dzake pachidya chake chokurudyi.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy