Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 VaIsiraeri vakaita zvakare zvakaipa zvisingadiwi naTenzi, Tenzi ndokupa Egironi mambo weMoabhu simba rokuvakurira nokuti vakanga vaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakaita ɀe ɀakaipa pamberi paJehova, Jehova akasimbisa Egroni, mambo waMoabi, kuti arwe naʋaIsraeri, nokuti ʋakaŋga ʋaita ɀakaipa pamberi paJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino vana vaIsiraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, Jehovha akasimbisa Egironi, mambo waMoabhu, kuti arwe navaIsiraeri, nokuti vakanga vaita zvakaipa pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 VaIsiraeri vakaita zvakare zvakaipa zvisingadiwi naTenzi, Tenzi ndokupa Egironi mambo weMoabhu simba rokuvakurira nokuti vakanga vaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 VaIsiraeri vakaita zvakare zvakaipa zvisingadiwi naTenzi, Tenzi ndokupa Egironi mambo weMoabhu simba rokuvakurira nokuti vakanga vaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 VaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, uye nokuda kwokuti vakaita zvakaipa izvi, Jehovha akapa simba kuna Egironi mambo weMoabhu kuti akunde Israeri.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy