Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Nyika yakabva yava norunyararo kwamakumi mana amakore, ndokubva Otinieri mwanakomana wavaKenazi azofawo zvake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo nyika yakazorora makore anamakumi manna. Otnieri, mŋanakomana waKenazi, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo nyika yakazorora makore ana makumi mana. Otinieri, mwanakomana waKenazi, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Nyika yakabva yava norunyararo kwamakumi mana amakore, ndokubva Otinieri mwanakomana wavaKenazi azofawo zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Nyika yakabva yava norunyararo kwamakumi mana amakore, ndokubva Otinieri mwanakomana wavaKenazi azofawo zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Saka nyika yakava norugare kwamakore makumi mana, kusvikira Otinieri mwanakomana waKenazi afa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy