Ʋatoŋgi 21:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko zvatakapika naTenzi kuti hatiroodzi vana vedu kwavari, zvino tichagoita sei kuti vaya vakasara vawane vakadzi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ticaɗiniko kuti tiwanire ʋakasara ʋakadzi, ɀatakapika naJehova, kuti hatiŋgaʋapi ʋakunda ʋeɗu ʋaʋe ʋakadzi ʋaʋo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Tichadiniko kuti tiwanire vakasara vakadzi, zvatakapika naJehovha, kuti hatingavapi vakunda vedu vave vakadzi vavo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko zvatakapika naTenzi kuti hatiroodzi vana vedu kwavari, zvino tichagoita sei kuti vaya vakasara vawane vakadzi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ko zvatakapika naTenzi kuti hatiroodzi vana vedu kwavari, zvino tichagoita sei kuti vaya vakasara vawane vakadzi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Tichapa seiko vakadzi kuna avo vakasara, sezvo takapika kuna Jehovha kuti tirege kupa upi zvake wavanasikana vedu kuti awanikwe navo.” Viz kapitola |