Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 21:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mangwana acho vakafumomuka vakavaka atari vakapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino fume maŋgwana ʋanhu ʋakamuka maŋgwanani, ʋakaʋaka’po artari, ʋakaʋuya neɀipiriso ɀinopiswa neɀipiriso ɀokuyananisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino fume mangwana vanhu vakamuka mangwanani, vakavakapo atari, vakauya nezvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mangwana acho vakafumomuka vakavaka atari vakapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mangwana acho vakafumomuka vakavaka atari vakapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mangwanani ezuva rakatevera, vanhu vakavaka aritari vakapa zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 21:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy