Ʋatoŋgi 21:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vachiti, “Nhai Tenzi, Mwari wavaIsiraeri zvamboitika seiko izvi muvaIsiraeri kuti rimwe dzinza ravaIsiraeri ritsakatike nhasi uno?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakati: Jehova, Mŋari waIsraeri, cinhu ici cakaitirweiko pakati paIsraeri, kuti nhasi rumŋe rudzi rushaikwe pakati paIsraeri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakati, “Jehovha, Mwari waIsiraeri, chinhu ichi chakaitirweiko pakati paIsiraeri, kuti nhasi rumwe rudzi rushaikwe pakati paIsiraeri?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vachiti, “Nhai Tenzi, Mwari wavaIsiraeri zvamboitika seiko izvi muvaIsiraeri kuti rimwe dzinza ravaIsiraeri ritsakatike nhasi uno?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 vachiti, “Nhai Tenzi, Mwari wavaIsiraeri zvamboitika seiko izvi muvaIsiraeri kuti rimwe dzinza ravaIsiraeri ritsakatike nhasi uno?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakachema vachiti, “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, seiko izvi zvakaitika kuIsraeri? Seiko rumwe rudzi rwashayikwa muIsraeri nhasi?” Viz kapitola |