Ʋatoŋgi 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Madzibaba avo kana kuti hanzvadzi dzavo dzikauya kuzomhan'ara kwatiri, isu tichati kwavari, “Tapota vedu we-e! Chingotiitiraiwo mwoyochena mutipewo zvenyu nokuti vanhu ava hatina kuvawanira vakadzi kuhondo, nemiwo hamuna kuita zvokuvapa, dai makadaro mungadai muine mhosva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino kana madziɓaɓa aʋo kana hama dzaʋo ʋaciʋuya kuzoʋakwirira kwatiri, isu ticati kwaʋari: Citipai henyu iʋaʋo ɀakanaka, nokuti hatina‐kuʋatapira ʋose ʋakadzi pakurwa; nemi ʋo hamunakuʋapa iʋo, muŋgaɗai munemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino kana madzibaba avo kana hama dzavo vachiuya kuzovakwirira kwatiri, isu tichati kwavari, ‘Chitipai henyu ivavo zvakanaka, nokuti hatina kuvatapira vose vakadzi pakurwa; nemiwo hamuna kuvapa ivo, mungadai mune mhosva.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Madzibaba avo kana kuti hanzvadzi dzavo dzikauya kuzomhan'ara kwatiri, isu tichati kwavari, “Tapota vedu we-e! Chingotiitiraiwo mwoyochena mutipewo zvenyu nokuti vanhu ava hatina kuvawanira vakadzi kuhondo, nemiwo hamuna kuita zvokuvapa, dai makadaro mungadai muine mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Madzibaba avo kana kuti hanzvadzi dzavo dzikauya kuzomhan'ara kwatiri, isu tichati kwavari, “Tapota vedu we-e! Chingotiitiraiwo mwoyochena mutipewo zvenyu nokuti vanhu ava hatina kuvawanira vakadzi kuhondo, nemiwo hamuna kuita zvokuvapa, dai makadaro mungadai muine mhosva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Madzibaba avo kana hanzvadzi dzavo pavanouya kuzomhanʼara kwatiri, isu tichati kwavari, ‘Tiitirei henyu zvakanaka nokuvabatsira, nokuti hatina kuvawanira vakadzi panguva yehondo, uye imi hamuna mhosva, sezvo musina kupa vanasikana venyu kwavari.’ ” Viz kapitola |