Ʋatoŋgi 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi aizovamutsira vatongi vaivanunura mumaoko avanhu ivavo vaivapamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Jehova akamutsa ʋatoŋgi, ʋaiʋarwira mumaʋoko aʋaiʋaparadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Jehovha akamutsa vatongi, vaivarwira mumaoko avaivaparadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi aizovamutsira vatongi vaivanunura mumaoko avanhu ivavo vaivapamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tenzi aizovamutsira vatongi vaivanunura mumaoko avanhu ivavo vaivapamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Jehovha akavamutsira vatongi vakavaponesa kubva mumaoko avapambi ava. Viz kapitola |