Ʋatoŋgi 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakati perei chinguva, Samusoni akadzokera ikoko kundotora mukadzi wake. Akambotsauka munzira achida kundoona chitunha cheshumba chiya wanei mukati meshumba iya mune bumha renyuchi nouchi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ŋguʋa yakati yapfuʋura, akadzoka kuzomutora, akatsauka kuzoʋona citunha ceshumba, ndokuʋona ɓumha renyuci mucitunha ceshumba, noʋuci. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino nguva yakati yapfuura, akadzoka kuzomutora, akatsauka kuzoona chitunha cheshumba, ndokuona bumha renyuchi muchitunha cheshumba, nouchi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakati perei chinguva, Samusoni akadzokera ikoko kundotora mukadzi wake. Akambotsauka munzira achida kundoona chitunha cheshumba chiya wanei mukati meshumba iya mune bumha renyuchi nouchi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kwakati perei chinguva, Samusoni akadzokera ikoko kundotora mukadzi wake. Akambotsauka munzira achida kundoona chitunha cheshumba chiya wanei mukati meshumba iya mune bumha renyuchi nouchi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mushure menguva yakati kuti, paakadzokera kundomuroora, akatsauka kundoona mutumbi weshumba. Mukati macho makanga mava nebumha renyuchi nouchi, Viz kapitola |