Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi mudzimai wake akati kwaari, “Dai Tenzi anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira mupiro wedu wokupisa newembesanwa wabva mumaoko edu, kana kutizivisa zvinhu zvose izvi zvaakatiudza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi mukadzi wake wakati kwaari: Ƌai Jehova aiɗa kutiʋuraya, uŋgaɗai asina‐kugamucira cipiriso cinopiswa necipiriso ceɀokudya pamaʋoko eɗu; uŋgaɗai asina‐kutiratidza ɀinhu iɀi ɀose, kana kutiʋudza mashoko akaɗai paŋguʋa ino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi mukadzi wake wakati kwaari, “Dai Jehovha aida kutiuraya, ungadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa chezvokudya pamaoko edu; ungadai asina kutiratidza mashoko akadai panguva ino.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi mudzimai wake akati kwaari, “Dai Tenzi anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira mupiro wedu wokupisa newembesanwa wabva mumaoko edu, kana kutizivisa zvinhu zvose izvi zvaakatiudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Asi mudzimai wake akati kwaari, “Dai Tenzi anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira mupiro wedu wokupisa newembesanwa wabva mumaoko edu, kana kutizivisa zvinhu zvose izvi zvaakatiudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi mukadzi wake akati, “Kana Jehovha anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa nechipiriso chezviyo kubva mumaoko edu, uye angadai asina kutiratidza zvinhu zvose izvi kana kutiudza izvi zvino.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy