Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Amoni paakarwisa vaIsiraeri kudaro vatungamiriri vokuGireadhi vakandotora Jefuta kunyika yeTobhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino ʋana ʋaAmoni ʋakati ʋorwa naʋaIsraeri, ʋakuru ʋeGireadi ʋakandotora Jefta panyika yeTobi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino vana vaAmoni vakati vorwa navaIsiraeri, vakuru veGireadhi vakandotora Jefuta panyika yeTobhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Amoni paakarwisa vaIsiraeri kudaro vatungamiriri vokuGireadhi vakandotora Jefuta kunyika yeTobhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Amoni paakarwisa vaIsiraeri kudaro vatungamiriri vokuGireadhi vakandotora Jefuta kunyika yeTobhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vakuru veGireadhi vakaenda kundotora Jefuta kubva kunyika yeTobhi.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy