Ʋatoŋgi 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gore iroro, vakaonesa vaIsiraeri ndondo, vachivabata zvakaipa. Kwakapera makore gumi namasere vachibata zvakaipa kwazvo vaIsiraeri vokumhiri kwaJorodhani, kunyika yavaAmori, kuGireadhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iʋo ʋakanetsa nokumanikidza ʋana ʋaIsraeri gore iro; ʋakamanikidza ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋagere mhiri kwaJoridani munyika yaʋaAmori, yaiʋa paGireadi, makore anegumi namasere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ivo vakanetsa nokumanikidza vana vaIsiraeri gore iro; vakamanikidza vana vaIsiraeri vose vakanga vagere mhiri kwaJorodhani munyika yavaAmori, yaiva paGireadhi, makore ane gumi namasere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gore iroro, vakaonesa vaIsiraeri ndondo, vachivabata zvakaipa. Kwakapera makore gumi namasere vachibata zvakaipa kwazvo vaIsiraeri vokumhiri kwaJorodhani, kunyika yavaAmori, kuGireadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Gore iroro, vakaonesa vaIsiraeri ndondo, vachivabata zvakaipa. Kwakapera makore gumi namasere vachibata zvakaipa kwazvo vaIsiraeri vokumhiri kwaJorodhani, kunyika yavaAmori, kuGireadhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 avo vakavanetsa uye vakavapwanya mugore iroro. Vakadzvinyirira vaIsraeri vose vakanga vari nechokumabvazuva kweJorodhani muGireadhi, munyika yavaAmori, kwamakore gumi namasere. Viz kapitola |