ƲaRoma 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Neiko? Nokuti haʋana‐kuutȿaka nokutenda, asi ɀineŋge namaɓasa aʋo. Ʋakagumburwa nebge rinogumbusa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Neiko? Nokuti havana kuutsvaka nokutenda, asi zvinenge namabasa avo. Vakagumburwa nebwe rinogumbusa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Seiko zvakadaro? Nokuti havana kuutevera nokutenda asi sokunge namabasa avo. Vakagumburwa neibwe “rinogumbusa.” Viz kapitola |