ƲaRoma 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Sokutaura kwaanoita muna Hosea achiti: “Avo vakanga vasiri vanhu vangu ndava kuvati vanhu vangu, vandaiti havasi vapamwoyo ndava kuvati vapamwoyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Seɀaanoreʋa ʋo pabuku yaHosea, aciti: Aʋo ʋakaŋga ʋasi ʋanhu ʋaŋgu, ndicaʋaidza ʋanhu ʋaŋgu; Naiye wakaŋga asi muɗikanwa, ndicamuidza muɗikanwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Sezvaanorevawo mubhuku yaHosea, achiti, “Avo vakanga vasi vanhu vangu, ndichavaidza, ‘Vanhu vangu;’ Naiye akanga asi mudikanwi, ndichamuidza, ‘Mudikanwi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Sokutaura kwaanoita muna Hosea achiti: “Avo vakanga vasiri vanhu vangu ndava kuvati vanhu vangu, vandaiti havasi vapamwoyo ndava kuvati vapamwoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Sokutaura kwaanoita muna Hosea achiti: “Avo vakanga vasiri vanhu vangu ndava kuvati vanhu vangu, vandaiti havasi vapamwoyo ndava kuvati vapamwoyo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Sezvaanotaura mubhuku raHosea achiti: “Ndichavati ‘vanhu vangu’ vaya vakanga vasiri vanhu vangu; uye ndichamuti, ‘mudikanwi wangu’ iye akanga asiri mudikanwi wangu,” Viz kapitola |