ƲaRoma 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Magwaro Matsvene anoti kuna Faro, “Chandakakuitira mambo ndechokuti ndiratidze simba rangu nemauri, kuti zita rangu riparidzwe pasi pose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti Rugwaro runoti kunaFarao: Ndiɀo ɀandakakumutsira, kuti ndiratidze simba raŋgu kwauri, ʋuye kuti zita raŋgu riparidzwe panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao, “Ndizvo zvandakakumutsira, kuti ndiratidze simba rangu kwauri, uye kuti zita rangu riparidzwe panyika yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Magwaro Matsvene anoti kuna Faro, “Chandakakuitira mambo ndechokuti ndiratidze simba rangu nemauri, kuti zita rangu riparidzwe pasi pose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Magwaro Matsvene anoti kuna Faro, “Chandakakuitira mambo ndechokuti ndiratidze simba rangu nemauri, kuti zita rangu riparidzwe pasi pose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Faro, “Ndakakumutsira chikonzero ichochi, kuti ndiratidze simba rangu mauri uye kuti zita rangu rigoparidzwa panyika yose.” Viz kapitola |