Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokuti mwoyo wakapindwa nezvenyama unovengana naMwari, hauzviisi pasi pomutemo waMwari. Izvo zviri izvowo, haungakwanisi kuita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 nokuti kufuŋga kwenyama kunoʋeŋgana naMŋari; nokuti hakuɀiisi pasi pomurairo waMŋari; hakugoni ʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 nokuti kufunga kwenyama kunovengana naMwari; nokuti hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari; hakugoniwo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokuti mwoyo wakapindwa nezvenyama unovengana naMwari, hauzviisi pasi pomutemo waMwari. Izvo zviri izvowo, haungakwanisi kuita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 nokuti mwoyo wakapindwa nezvenyama unovengana naMwari, hauzviisi pasi pomutemo waMwari. Izvo zviri izvowo, haungakwanisi kuita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 nokuti kufunga kwenyama kunovenga Mwari. Hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari, uye hakugoni kuzviita.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 8:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy