Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti ʋari ʋenyama ʋanofuŋga ɀenyama: asi ʋari ʋomŋeya, ʋanofuŋga ɀomŋeya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti vari venyama vanofunga zvenyama; asi vari vomweya, vanofunga zvomweya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Nokuti vaya vanorarama namararamiro enyama, pfungwa dzavo dzinofunga zvinodiwa nenyama; asi vaya vanorarama namararamiro oMweya, pfungwa dzavo dzinofunga zvoMweya.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 8:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy