ƲaRoma 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kuti ɀakarebga nomurairo ɀiitike matiri, isu tisiŋgafambi nenyama, asi nomŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kuti zvakarehwa nomurayiro zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kuitira kuti kururama kunodiwa nomurayiro kuzadziswe matiri, isu tisingafambi maererano nenyama asi maererano noMweya. Viz kapitola |