ƲaRoma 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Avo vaakafanoziva akavadaidzawo. Vaakadaidza ivavo akavaruramisa. Navavo vaakaruramisa akavapa mbiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 aʋo ʋaakatemera kare, ndiʋo ʋaakaɗana ʋo; ʋaakaɗana, ndiʋo ʋaakaruramisa ʋo; ʋaakaruramisa, ndiʋo ʋaakakudza ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 avo vaakatemera kare, ndivo vaakadanawo; vaakadana, ndivo vaakaruramisawo; vaakaruramisa, ndivo vaakakudzawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Avo vaakafanoziva akavadaidzawo. Vaakadaidza ivavo akavaruramisa. Navavo vaakaruramisa akavapa mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Avo vaakafanoziva akavadaidzawo. Vaakadaidza ivavo akavaruramisa. Navavo vaakaruramisa akavapa mbiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Uye vaya vaakatemera kare, ndivo vaakadanawo; vaya vaakadana, ndivo vaakaruramisirawo; vaya vaakaruramisira, ndivo vaakakudzawo. Viz kapitola |