Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 8:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Nokuti takaponeswa netariro; asi tariro inoʋonekwa, haizi tariro; nokuti ndiani unotarira caanoʋona?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Nokuti takaponeswa netariro; asi tariro inoonekwa, haizi tariro; nokuti ndiani anotarira chaanoona?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Nokuti mutariro iyi takaponeswa. Asi tariro inoonekwa haizi tariro zvachose. Ndiani anotarisira chaanacho kare?

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 8:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy