ƲaRoma 8:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ndinoti maɗambudziko eŋguʋa ino haana‐kufanira kuenzaniswa nokubginya kucazoratidzwa kwatiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti ndinoti madambudziko enguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti ndinoti matambudziko atinawo nguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri. Viz kapitola |