ƲaRoma 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana Kristu ari mukati menyu, muʋiri wakafa nokuɗa kweɀiʋi, asi mŋeya mupenyu nokuɗa kwokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Kana Kristu ari mukati menyu, muviri wakafa nokuda kwezvivi, asi mweya mupenyu nokuda kwokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi kana Kristu ari mamuri, muviri wenyu wakafa nokuda kwechivi, asi Mweya wenyu mupenyu nokuda kwokururama. Viz kapitola |