ƲaRoma 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti tinoziʋa kuti murairo ndowomŋeya; asi ini ndiri wenyama, ndakateŋgeswa pasi peɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti tinoziva kuti murayiro ndowemweya; asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa pasi pezvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Tinoziva kuti murayiro ndowomweya; asi ini handisi woMweya, ndakatengeswa senhapwa kuchivi. Viz kapitola |