Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tinoziva kuti Kristu zvaakamutswa kuvakafa haachazofazve. Rufu haruchamutongazve.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 ticiziʋa kuti Kristu, amutswa kuʋakafa, haacazofi; rufu harucaʋi nesimba pamsoro pake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 tichiziva kuti Kristu, amutswa kuvakafa, haachazofi; rufu haruchavi nesimba pamusoro pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tinoziva kuti Kristu zvaakamutswa kuvakafa haachazofazve. Rufu haruchamutongazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tinoziva kuti Kristu zvaakamutswa kuvakafa haachazofazve. Rufu haruchamutongazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Nokuti sezvo tichiziva kuti Kristu akamutswa kubva kuvakafa, haachazofizve; rufu harusisina simba pamusoro pake.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 6:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy