Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nokufa kwaakaita, kuchitadzo, akava munhu akafa chakamwe asi upenyu hwake iye zvino anoraramira Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti pakufa kwake, wakafa kamŋe kwaɀo kuɀiʋi; ɀino pakurarama kwake, unorarama kunaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti pakufa kwake, akafa kamwe kwazvo kuzvivi; zvino pakurarama kwake, anorarama kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nokufa kwaakaita, kuchitadzo, akava munhu akafa chakamwe asi upenyu hwake iye zvino anoraramira Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Nokufa kwaakaita, kuchitadzo, akava munhu akafa chakamwe asi upenyu hwake iye zvino anoraramira Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Rufu rwaakafa, akafa kuchivi kamwe chete zvikabva zvapera; asi upenyu hwaanorarama, anoraramira Mwari.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 6:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy