Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Munhu haadi kufira kunyange munhu akarurama. Pamwe munhu angafire zvake munhu akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti ɀinorema kuti munhu afire wakarurama; nokuti ɀimŋe mumŋe uŋgatsuŋga kufira wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti zvinorema kuti munhu afire akarurama; nokuti zvimwe mumwe angatsunga kufira akanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Munhu haadi kufira kunyange munhu akarurama. Pamwe munhu angafire zvake munhu akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Munhu haadi kufira kunyange munhu akarurama. Pamwe munhu angafire zvake munhu akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Hazviwanzoitika kuti munhu afire akarurama, kunyange zvazvo munhu angaedza kufira munhu akanaka.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 5:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy