ƲaRoma 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kutsuŋgirira kunoʋuyisa kuidzwa; kuidzwa kunoʋuyisa tariro; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro. Viz kapitola |