Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 nokwaari tiitirwe nyasha sezvatiri. Tinofara nechitarisiro chembiri yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 watakawana naye mapindire nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ŋgatifare netariro yokuʋona kubginya kwaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 watakawana naye mapindiro nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ngatifare netariro yokuona kubwinya kwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 nokwaari tiitirwe nyasha sezvatiri. Tinofara nechitarisiro chembiri yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 nokwaari tiitirwe nyasha sezvatiri. Tinofara nechitarisiro chembiri yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 watakawana naye mapindiro, nokutenda, munyasha idzi dzatakamira madziri zvino. Uye tinofara mutariro yokubwinya kwaMwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 5:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy