Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Seɀinoreʋa ʋo Davidi, kuti wakaropafadzwa munhu unonzi naMŋari wakarurama, kunze kwamaɓasa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Sezvinorevawo Dhavhidhi, kuti akaropafadzwa munhu anonzi naMwari akarurama, kunze kwamabasa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Dhavhidhi anotaura pamusoro pechinhu chimwe chete ichi paanotaura zvokuropafadzwa kwomunhu anonzi naMwari akarurama kunze kwamabasa, achiti:

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 4:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy