ƲaRoma 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi kumunhu asina mabasa asi achivimba nouyo anoruramisa vasiri vanamati vaMwari, chitendero chake chinoita kuti anzi akarurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kunousiŋgaɓati, asi unotenda kunaiye unoruramisa munhu usiŋgaɗi Mŋari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Kunoasingabati, asi anotenda kuna iye anoruramisa munhu asingadi Mwari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi kumunhu asina mabasa asi achivimba nouyo anoruramisa vasiri vanamati vaMwari, chitendero chake chinoita kuti anzi akarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi kumunhu asina mabasa asi achivimba nouyo anoruramisa vasiri vanamati vaMwari, chitendero chake chinoita kuti anzi akarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi kumunhu asingashandi, asi achitenda Mwari uyo anoruramisira munhu akaipa, kutenda kwake kuchanzi kwaari ndiko kururama. Viz kapitola |