ƲaRoma 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti Rugwaro runoti kuɗiniko? Runoti: Abrahama wakatenda Mŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti Rugwaro runoti kudiniko? Runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ko, Rugwaro runoti kudiniko? “Abhurahama akatenda Mwari, uye kukanzi kwaari ndiko kururama.” Viz kapitola |