ƲaRoma 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vainyatsoziva kuti Mwari anogona kuita zvaakatsidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 aciziʋa kwaɀo, kuti ico caakapikira, wakaŋga anesimba rokuciita ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 achiziva kwazvo, kuti icho chaakapikira, akanga ane simba rokuchiitawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vainyatsoziva kuti Mwari anogona kuita zvaakatsidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vainyatsoziva kuti Mwari anogona kuita zvaakatsidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 achinyatsogutsikana kuti Mwari ane simba rokuita zvaakanga avimbisa. Viz kapitola |