ƲaRoma 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino zvakaitika sei kuti anzi akarurama? Akanzi akarurama asati adzingiswa here kana kuti mushure mokunge adzingiswa. Hazvina kuitika mushure mokudzingiswa asi asati adzingiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ɀakanzarwo seiko? Atodziŋgiswa, kana asina‐kudziŋgiswa here? Haɀina‐kunzarwo adziŋgiswa, asi asina‐kudziŋgiswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino zvakanzarwo seiko? Atodzingiswa, kana asina kudzingiswa here? Hazvina kunzarwo adzingiswa, asi asina kudzingiswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino zvakaitika sei kuti anzi akarurama? Akanzi akarurama asati adzingiswa here kana kuti mushure mokunge adzingiswa. Hazvina kuitika mushure mokudzingiswa asi asati adzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvino zvakaitika sei kuti anzi akarurama? Akanzi akarurama asati adzingiswa here kana kuti mushure mokunge adzingiswa. Hazvina kuitika mushure mokudzingiswa asi asati adzingiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino zvakanzarwo seiko? Akanga adzingiswa here, kana kuti asati? Haana kunzarwo adzingiswa, asi kuti asati adzingiswa! Viz kapitola |