ƲaRoma 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko ngatitii vamwe vavo vakanga vasina kutendeka? Kusatendeka kwavo kunoshaisha basa kutendeka kwaMwari here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti ɀinoɗiniko kana ʋamŋe ʋasinokutenda? Ko kusatenda kwaʋo kucakonesa kutendeka kwaMŋari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti zvinodiniko kana vamwe vasina kutenda? Ko kusatenda kwavo kuchakonesa kutendeka kwaMwari here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko ngatitii vamwe vavo vakanga vasina kutendeka? Kusatendeka kwavo kunoshaisha basa kutendeka kwaMwari here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ko ngatitii vamwe vavo vakanga vasina kutendeka? Kusatendeka kwavo kunoshaisha basa kutendeka kwaMwari here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ko, kana vamwe vasina kutenda? Kusatenda kwavo kungakonesa kutendeka kwaMwari here? Viz kapitola |