ƲaRoma 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti hapana munhu anoruramiswa pamberi pake nezvisungo zvomutemo pamusana pokuti mutemo, chawo kuzivisa vanhu zvechitadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti hakunenyama iŋgaruramiswa pamberi pake namaɓasa omurairo; nokuti ɀiʋi ɀinoziʋiswa nomurairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti hakuna nyama ingaruramiswa pamberi pake namabasa omurayiro; nokuti zvivi zvinoziviswa nomurayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti hapana munhu anoruramiswa pamberi pake nezvisungo zvomutemo pamusana pokuti mutemo, chawo kuzivisa vanhu zvechitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti hapana munhu anoruramiswa pamberi pake nezvisungo zvomutemo pamusana pokuti mutemo, chawo kuzivisa vanhu zvechitadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Naizvozvo hapana achanzi akarurama pamberi pake nokuda kwokuchengeta murayiro; asi kuti, kubudikidza nomurayiro tichaziviswa chivi. Viz kapitola |