Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Kudzingiswa kunebasa kana uchichengeta mutemo asi kana uchityora mutemo kudzingiswa kunobva kwava kusadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Nokuti kudziŋgiswa kunoɓatsira, kana iwe uri muiti womurairo; asi kana uri muɗariki womurairo, kudziŋgiswa kwako kwaʋa kusadziŋgiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Nokuti kudzingiswa kunobatsira, kana iwe uri muiti womurayiro; asi kana uri mudariki womurayiro, kudzingiswa kwako kwava kusadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Kudzingiswa kunebasa kana uchichengeta mutemo asi kana uchityora mutemo kudzingiswa kunobva kwava kusadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Kudzingiswa kunebasa kana uchichengeta mutemo asi kana uchityora mutemo kudzingiswa kunobva kwava kusadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Kudzingiswa kunokosha kana uchichengeta murayiro, asi kana uchidarika murayiro, wakangoita sousina kudzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 2:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy