Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Tinoziʋa kuti kutoŋga kwaMŋari ndokwaɀokwaɗi kunaʋanoita ɀinhu ɀakaɗai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwazvokwadi kunovanoita zvinhu zvakadai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Zvino tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwezvokwadi kuna vanoita zvinhu zvakadai.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 2:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy