ƲaRoma 12:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwete, kana muvengi wako ane nzara mupe chokudya. Kana ane nyota mupe chokunwa. Nokuti ukaita zvakadaro unotounganidza mazimbe omoto pamusoro pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi kana muʋeŋgi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana uciita iɀoɀo, ucatutira mazimbe omŋoto pamusoro wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi kana muvengi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana uchiita izvozvo, uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwete, kana muvengi wako ane nzara mupe chokudya. Kana ane nyota mupe chokunwa. Nokuti ukaita zvakadaro unotounganidza mazimbe omoto pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kwete, kana muvengi wako ane nzara mupe chokudya. Kana ane nyota mupe chokunwa. Nokuti ukaita zvakadaro unotounganidza mazimbe omoto pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi: “Kana muvengi wako ane nzara mupe zvokudya, kane ane nyota mupe chokunwa. Mukuita izvi, uchatutira mazimbe anopisa pamusoro wake.” Viz kapitola |