ƲaRoma 11:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zvinouya nokwaari uyewo ndezvake. Iye ngaarumbidzwe nokusingaperi. Ameni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti ɀose ɀinobva kwaari, ɀiri’po naye, ɀiri’po nokuɗa kwake. Ŋgaaʋe nokubginya nokusiŋgaperi. Ameni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti zvose zvinobva kwaari, zviripo naye, zviripo nokuda kwake. Ngaave nokubwinya nokusingaperi. Ameni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zvinouya nokwaari uyewo ndezvake. Iye ngaarumbidzwe nokusingaperi. Ameni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zvinouya nokwaari uyewo ndezvake. Iye ngaarumbidzwe nokusingaperi. Ameni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Nokuti zvose zvinobva kwaari uye zviripo kubudikidza naye uye zvose ndezvake. Ngaave nokubwinya nokusingaperi! Ameni. Viz kapitola |